AcBim'a-Arc-Commando (@AAcbim) profile picture

Poetry if Bae

Joined January 2021
Photo by AcBim'a-Arc-Commando (@AAcbim)
ko vakomana vekubreaker 🤸🏾‍♂️ kuhigh school hatichavaone wani ku Var🤷🏾‍♂️
1
2
Zvakaoma kuita bread winner pasina tea. 🥺
2
Hehede😂🤗😅 huyai muone, maside chick aya akuda kufambira pamberi nekuti tava kusvika ka. 🤗 – at Harare, Zimbabwe
2
Aingonditi😏 "Ndokudyira bhonzo",,,, ndichishaya kuti anomboreveiko. ndakazonzwa kuti anodanana ne slender😂🤦🏾‍♂️
if your Boyfriend takes you for Granted,,, come here,, we take you for Grants🍾🥃 ..ko hant uri huraldo..🤷🏾‍♂️
Lions will remain lions, and Dogs will remain dogs, even if you name your dog Lion. 🤞🏾
1
ladies just a quick question 🙋,, saka munenge makavharei apa🤷‍♂️
1
1
Woti urikumhanya nemombe apo uri kunyimwa mazondo acho. 😏
2
Decade = 10 years Century = 100years Together Forever = 3months 6 days🤦🏽‍♂️ yall playin too much 🚮🚮
1
kwedu brugwa ishort, kwenyu chii?
1
Mumota maStingy Man Association hamuna mother seat, unotogara ku booty ne Brazilian yako iyoyo. 😂
1
ucharamba uri main chick vamwe vatoo ma main Chicken. 😏
Sekufunga kwako David paakatamba kusvika mai vapopota raiva dance ripi?
1
Mazvokuda mavanga enyoraw 🤰🏽.
1
Ukangobhaiza kuna moms vangu, hatichaende kuZaka, toenda kuChitungwiza kuna step mother. ☹️
1
Haungambomuudze kuti muZimbabwe hamuna mabasa iye apedza kuita blow job. 🤔
2
Usapinde ne moyo kana uchingoda zvemakumbo🙄
3