Kudzai Maleborn retweeted
“…..NDIBATEIII DHOKOTAA NDIBATE (panondiremedza) .. Musandiona kakudedera kutya ..”😲🍆💦
Kudzai Maleborn retweeted
“…..Vamwe vakaudzwa hondo nemurwere wepfungwa vakamushoraaa kwahi anorwara uyooo….”
Kudzai Maleborn retweeted
Ma Dealer achadzikisawo ma prices ema phone avo here since duty yabviswa???
Kudzai Maleborn retweeted
Dubai reminded me kuti zvinhu hazvibiwe. We lost a MacBook on Friday night. Called it stolen, filed reports, bought a new one on Monday. Tuesday morning “we found your laptop”. Now here we are:
MacBook Air 13.6" (M5) for sale
512GB SSD | 16GB unified memory
Starlight | US$1.400
Kudzai Maleborn retweeted
But mfaname @TreyNyoni ganza hako but ndiwe hako wangosara kuti chitima chitore AFCON ichi 😭😭🇿🇼🤞🏽.
Kudzai Maleborn retweeted
Do you ever wonder if bank employees look at your account and be like munhu akurarama seiko uyu😅😅😭
Kudzai Maleborn retweeted
Saka Macheso haana kana song one yepolitics or inofungidzirwa kuti ndeye politics?
Kudzai Maleborn retweeted
Pakuda rimwe dhiri rekuti chero ZRP ikakubata inotanga yakumbira kutorwa pic newe🤞🏾😂😂😭





































