TonraffZw retweeted
Wife: musikana arikubuda paTV uyo akanaka here?.
Husband: akanaka but haazopfure iwewe
"Haazopfure iwewe"
TonraffZw retweeted
Her: Uyu ndiye best wangu wandaiti anogara achindi takura nemota yake kubva kubasa
Me: Ndafara nekukuzivai boss
TonraffZw retweeted
From ZIMBABWE 🇿🇼 to UGANDA 🇺🇬 …My sound just crossed the border and they’re feeling it in Kampala! Big love to every Ugandan ear rocking with me right now #ZimToUganda
TonraffZw retweeted
Mom: ndidzerewo Emma auye kuno
Me: arikutamba panze
Mom: chiuya iwewe usuke maplates
Me: Emmaaa!
TonraffZw retweeted
Vasikana vepano be like:
"Guys ndirikutengesawo masamoosa, please support my business"
TonraffZw retweeted
Dai panga pasina kuti Winky D akavengwa nebato renyika aigona kutounza mari munyika kupfuura zvicherwa.
TonraffZw retweeted
Him: Urikuitei Babe?
Her: Ndiri kugeza.
Him: Can I join you? 😋
Her: Huya 🥰
Him: Coming 🏃♂️
Izvi munozviitirei muma relationships enyu?
TonraffZw retweeted
MATRIX is a scam my relative went there for two months he came back physically exhausted and with zero skills. All they do is isolate them and teach them nothing but do military drills whilst they pocket money. Tafadzwa Chidawa is almost a cult leader, IT IS A FRAUD
































