mabhoraetsoko retweeted
My first X post got 1K views in a matter of days ndichibva ndadzokera kuita small account😭
Boiz handisi toxic but ana makd kungoenda kuchando ne spousal visa vakutozviona kunge pano ndepavo. Ngavazive kuti app ndera elon anyone can wake up trending ivo votopera. Noone is above the program
mabhoraetsoko retweeted
💀💀💀 iiih
was about to type dont intervene in these comment sections but too late 💀🙌🏾
Ingotarisa zvimazita zviri ku old school kwedu, unotongoona kuti hapana cchinobuda
Imagine boss kim, xhaka, uncle flo, Tanaka wekusungirwa mandebele na gift dishtowel. Tobikwa takazvirega gore rino😭🤣🤣🤣
mabhoraetsoko retweeted
Mdhara was admitted ku hospital two weeks ago . Nhasi ndobva tavigirwa bag rine nhumbi dzavo 💔 💔 sandi kuchema kwaitwa pamba ikoko mufunge 😢 😭 izvo kwaani munhu aburukira zvake kubhawa . Aaa kubereka nekuberekwa mutoro panyika ndachema zvangu
mabhoraetsoko retweeted
Replying to @EidenDad
That wasn't the agenda...the old madalas and their maize cobs do not want to relinquish power, hence the violence😅😅
mabhoraetsoko retweeted
Come to think of it this is like a X Coup, where New Gen is forcing the Old Gen to give up the cooking stick, this is going to be a long week😂😂😂
Arise and Cook fellow New Gen 🔥🔥🔥✊
Female old school inotidzidzisei manje other than thirstrapping and feminism?🚮
Fafie hapana waanouraya, full of Dizzy takes that one.
@dorothdanielle over her any day!!!
mabhoraetsoko retweeted
Them : mabanger edu taimafunga mabattery ari pamaUniversal charger.
Things are easy right now



































