King Zebra263 retweeted
Thought its the best time for this 😂😂😂👍. Mukomana has been inspiring maGheto yut kubva kare.
King Zebra263 retweeted
Mbuya Nehanda vakafa havo vachishereketa but palevel remunhu akaveza ichi havasviki. Ndokushereketa ka uku. Jealous down.
Nijo would think he's just joking with those jeans and Summer shirts whilst maGweja from Kwekwe and Kadoma are taking seriously thinking that even Celebrities are wearing them too . Wait for Christmas you will see them wearing like that 😂😂🙌 – at Harare, Zimbabwe
21
Munhu akauya neIdea yekutamba
Fongo, Godhabheni, Nhombo
Aitova Satan pachezvake – at Harare, Zimbabwe
19
Moreboys Munetsi ndiye akapara mhosva apa aishandisa Phone achiDriver sei, uyu Lindiwe aingodairawo hake since anga akagara kuPassengers door haasi Driver ka uyu🤷🏻♂️ – at Harare, Zimbabwe
17
The way Lindiwe was speaking English shows kuti haasi dofo haasi dofo zvake kunge mamwe maHwindi😂😂
Bro was spitting Freedom bars – at Harare, Zimbabwe
1
45
Vanhu vekuMabvazuva vanoda kuzviita so special zvekuisa tight security inenge yekuArlington apa community yese iyi haina mvura vanotoita yekuunzirwa nezvimaRori zvetsvina zviya 😂🙌 – at Harare, Zimbabwe
27
Saka Runna Rules arikureva kuti ukaimba unofana kunzwikwa nemaSouth Africans ndiyo achievement yake yah kababa kadofo aka😂🙌😂 – at Harare, Zimbabwe
46
King Zebra263 retweeted
There’s something that puts these kids above Musona & Billiat. There’s no competition between the 2, when one has the ball he looks for the other. They are clearly happy for each other, look at how Chirewa looked proud of Maswanhise after having assisted him to score our 3rd goal
I Think now Nelson Chadya represented himself to clear all match fixing allegations surrounding his 21 cleansheets in the PSL, he is him💪💪 – at Harare, Zimbabwe
65
Even Marquinhos was found shaking
I don't know why @IpswichTown plays this golden boy in their under 21 squad whilst he can deliver best result than their current defense – at Harare, Zimbabwe
28
















