Kenya will open the newly built 60,000 capacity Talanta Stadium with a game between Bayern Munich and Ajax on January 5th, 2027.
Mary chiwenga is part of a strategic plan yezvigananda to destroy Chiwenga timing of her being released on bail and spewing that venom you can't separate politics
Wakaona uchirwara hama dzako dzokutengera blaz ava haaa kashoma ku recover ziva kuti chakutevera i coffin ⚰️
_Mu Zimbabwe ukabvunza kamwana kuti ichi chinoita basa reyi? Anokuudza kuti ndechekupwanyisa dzimba dzevanhu. 🤣🤷🏾♂️🤦🏾♂️ on the flip side kunyika dzisina 'musangano' mwana anokuudza kuti chinoshandiswa kuvaka nyika_















