Sirroco (@Sirroco4) header
Sirroco (@Sirroco4) profile picture

Cattle herder who wishes to steer a bullet train

Maramba Pfungwe
Joined December 2019
Chamisa anotozama, he got 103 mps, 27 senators.. 28 mayors... under very difficult conditions... Iwe vakaitei... Itai kana zviri nyore
29
67
1
403
8,053
Varakashi ukangosungwa chete vanobva vatokusiya.. Vanenge votomhanya ne mumwe anokwanisa kuvaisira ecocash... VARAKASHI FOR HIRE
1
7
420
I come from Uzumba... Kudzinde re Zanu... I have seen the brutality first hand... Kwedu 2002 vairoverwa kusunga tie ye red vainzi ndevekwa Tsvangirai... Kuti vamboona mombe yangu tsvuku zvairovesa.. That's why I RESPECT anyone who tries to stop zanu rule..MUSANGOSHORE..TENDAIWO
7
32
1
212
4,946
Replying to @LeaderGeneral1
@LeaderGeneral1 Manga muchiramba ka imi
Ko vaya vanga vachiti ndikunyepa... VA Madhuku avo vachizvitaurira... @BrianRupiya @CucsmanE.. @SANDEJAQ.. Security for CAB 3 leaders provided by Nero.. Moti anga akanyarara
37
Ko vaya vanga vachiti ndikunyepa... VA Madhuku avo vachizvitaurira... @BrianRupiya @CucsmanE.. @SANDEJAQ.. Security for CAB 3 leaders provided by Nero.. Moti anga akanyarara
The unity of progressive forces remains the strongest bulwark against political intrusion and authoritarianism. It is only through collective resolve and common purpose that we can defend our democracy and advance the struggle for a democratic Zimbabwe.Together! #NoTo2030
12
21
5
104
18,977
Mukoma @BrianRupiya do you know that the security and Vehicles for @cdfzim, @ProfMadhuku and most leaders during the campaign against CAB 3 was provided for by @nelsonchamisa... Manga muchizviziva here... @mawarirej... ASI MUNOTI HAPANA CHAAKAITA
4
3
3
26
3,272
Saka chine basa chii??
335
Haa munopenga imi... Ruvengo rwengu harina zivo.. So if someone self praise atove ghost... Pane vakambo to passenger 34 ibva maita zii zvenyu... Bhiza ramukumhanya naro rikurovha deya na Head Elder..
40
The irony of this issue is that people going to court are actually certifying that CAB 3 is good... They will agree with the court findings... Munenge maisa chidhindo ngaa
36
You lie zvako... Nero was having 2 to 3 rallies a day... Achiitira MA mps... Bvunza those mps... Panorton akasvika kuma 5 abva Mhondoro Ngezi... Muvengei asi mudanyebe
This quoted post is unavailable.
2
10
120
Replying to @nelsonchamisa
@nelsonchamisa remains the best foot forward, many who are critisizing him fled the country, many were Mugabe lieutenants who were taken off the looting trough..they want Nero to help them kuti vadye zvekare... Zvifukuto ava
2
4
70
This pains me... Some are making jokes but don't know that he sacrificed his youth for Zimbabwe... Zimbabwe are not fighting for... Vanokufurira vobva vakuseka havo
📌📌📌 This was @nelsonchamisa at 28! What have you done for this country at 28 to call him a joke? Some of you have spent over 20 years tweeting from the UK and elsewhere, and personal attacks on NC are your only political contribution. Most of you haven’t been home in decades. Come back home first, experience the reality and let’s build Zimbabwe together. Hamunyare here? 😹🚮
1
56
Chokwadi ndechekuti... The strategies used by @nelsonchamisa are the best given that we operate in an invironment that is not democratic... Akahwina wani mukomana, akaisa MA mps muparamende, MA councilors (exclude Mufume).. Kana muchiti ZVIRI NYORE ITAIWO
22
27
3
161
4,432
Reserved judgement... Nanhasi tichiri takamirira Jurgement ya Morgan Vs Mugabe... Ya 2002...zvatopera...ku Court kuendako zvenyu
5
15
1
75
6,899
Zveku Court kungoitawo..
6
168
Zimbabwe must not pay the price of Zanu succession failure
1
2
97
Those who critisize @nelsonchamisa are quite about the Ka City father running affairs at Townhouse... Dai ari Ian Makone vainzwa it's because of Berekamwana.. Vane godo ava
2
8
55
639
Ko veku Uzumba tadii... This regionalism should stop.. Hamukwanise kupopota musina kutipinza mukati...
22
Nelson Mandela, Nelson Chamisa... Nelson Chadya. Nero Nero wero.. @nelsonchamisa
2
1
20
519
Replying to @nelsonchamisa
@nelsonchamisa was the one in charge of the ICT ministry where Zvema Sim card fall under... Saka sei mukubvunza @TateMavetera about Data price imi muchiti Finance minister ndivo vanozviita... Nero akadzikisa Sim card... Finish and claar
1
1
65
Nelson @nelsonchamisa made an election promise In January 2008 that if MDC wins a Sim card that cost a price of a cow will be dollar... A lot laughed hanzi anopenga... Fast forward 2009 line bvaraita dollar... Toti ndiani ati ridzike.... @nelsonchamisa vakaita basa..
6
4
17
468